AFRIKMP3.COM

Africa Mp3 Download

Oliver Mtukudzi – Todii

Oliver Mtukudzi – Todii

By visiting our site, you have consented to our terms and conditions and Privacy Policy. In the event that you face any issue with respect to downloading mistake, or any error, DMCA Report OR need to ask for your most loved music, Then Kindly get in touch with us by filling the Contact Us Form. To start this download you need to click on [Download] Button. Remember that by downloading the [Mp3] you accept our terms and conditions.

Download

OLIVER MTUKUDZIBVUMA ADMITBvuma Admit
Bvuma bvuma iwe Admit, hey admit
Bvuma wasakara bvuma wakurawe Admit you have gotten old
Bvuma waunyana Admit you are worn outChikusakara Chiiko kukurawe What is getting old?
Chikusakara Chiiko kukurawe What is growing up?
OLIVER MTUKUDZI
TODII WHAT SHALL WE DOHooo todini senzeni what shall we do
What shall we do, tingadii
Senzenjani, what shall we do what shall we doZvinorwadza sei kurera rufu mumaoko how painful it is to look after someone u know is gonna die
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS
Zvinorwadza sei kuchengeta rufu mumaoko this person has gotten something that will lead to their death
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS
Bva zvamabata pamuviri pasina raramo death has been made manifest
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS
Bva zvapatumbuka pamuviri pasina raramo this is a condition that will not spare them
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS()Senzeni what shall we do
Tingadii what shall we do
What shall we do()Zvinorwadza sei kubhinywa ewaugere naye, how painful it is for the person you live with to murder you
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS
Zvinorwadza sei kubhinywa neakabvisa pfuma how painful for the one who paid your bride price to kill you
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS
Achiziva unahwo hutachiwana when they know they are infected
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS
Ende uchiziva Unahwo utachiwana when they have AIDS
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS()Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (utachiwana) there is no repentence or turning back afetr death
Dondipaiwo mazano we have run out of ideas
Kana uinawo utachiwana
Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (utachiwana) there is no repentence or turning back afetr death
Dondipaiwo mazano we have run out of ideas
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS
Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (utachiwana)
Dondipaiwo mazano we have run out of ideas
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS
Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (utachiwana) there is no repentence or turning back afetr death
Dondipaiwo mazano we have run out of ideas
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS
Seri kweguva hakuna munamato varume tapererwa (utachiwana) there is no repentence or turning back afetr death
Dondipaiwo mazano we have run out of ideas
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS
Seri kweguva hakuna muteuro mambo tapererwa (utachiwana) there is no repentence or turning back afetr death
Dondipaiwo mazano we have run out of ideas
Kana uinawo utachiwana when they have AIDS()

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

AFRIKMP3 © 2020 - Mp3 Music Download. flexyjam, fakaza, howwe, naijaloaded, tooxlcusive, waploaded, mp3afric, naijmp3