AFRIKMP3.COM

Africa Mp3 Download

Trevor Dongo – Rega Zviende

Trevor Dongo – Rega Zviende

By visiting our site, you have consented to our terms and conditions and Privacy Policy. In the event that you face any issue with respect to downloading mistake, or any error, DMCA Report OR need to ask for your most loved music, Then Kindly get in touch with us by filling the Contact Us Form. To start this download you need to click on [Download] Button. Remember that by downloading the [Mp3] you accept our terms and conditions.

Download

Waenda, waendepiko ×2 Rudo rwaenda rwaendepiko? Yeah, Trevor D Paunocheukawo shure, Dzamisa pfungwa uzvifunge Rudo ruye rwamaipanana pazere vanhu, Rwaenda asi hamuzive, rwaendepiko?

Inga zvaidadisawo wani, Vanhu vachikuyevai wani paya, Saka ndepapiko pamakairasa imi nhai. Aenda asi hauzive aendepiko. Saka rega zviende, Moyo chaunoda rudo chete, Waiti zvichachinja asi kwete. Hazvidi zvetsinga, Kana ariwako achadzoka chete.

Zviri kuita kunge zuro paya, Pamaiita kunge solo na Mutsai, Asi sei zvazodai, chanyanyonetsa chiiko nhai? Rudo rwaenda asi hamuzive, rwaendepiko? Nguva chinhu chakanaka, kuratidza shungu sekuti zvinhu zvinake. Asi pane paunoti ini ndaneta. Rudo chinhu chakanaka, ratidzawo shungu shungu shungu iwe. Kana zvaramba usamanikidze iwe siya. Saka rega zviende, Moyo chaunoda rudo chete. Waiti zvichachinja asi kwete. Hazvidi chitsinga Kana ariwako achadzoka chete.×3 Kana zvaramba iwe siya, zviende Moyo chaunoda rudo chete Waiti zvichachinja seiko, seiko Ooohh, yeaah Inga zvaidadisawo wani Vanhu vachikuyevai wani paya Saka ndepapiko pamakairasa imi nhai Aenda asi hauzive, aendepiko.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

AFRIKMP3 © 2020 - Mp3 Music Download. flexyjam, fakaza, howwe, naijaloaded, tooxlcusive, waploaded, mp3afric, naijmp3